Eksodo 14:12 - Shona BIBLE12 Ko harizi shoko iro ratakakuudzai muIjipiti here, tichiti, ‘Tiregei, tibatire hedu VaIjipiti? Nokuti zviri nani kuti tibatire VaIjipiti, pakuti tifire murenje.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ko harizi shoko iro ratakakuʋudzai paEgipita here, ticiti: Tiregei, tiɓatire heɗu ʋaEgipita? Nokuti ɀiri nani kuti tiɓatire ʋaEgipita, pakuti tifire murenje. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Ko harizi shoko iro ratakakuudzai paIjipiti here, tichiti, ‘Tiregei, tibatire hedu vaIjipiti? Nokuti zviri nani kuti tibatire vaIjipiti, pakuti tifire murenje.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Handiti ndizvozvi here zvatakakuudza tichiri muIjipiti kuti siyana nesu, utirege tishandire vaIjipiti. Zvaitova nani kuti tishandire vaIjipiti pano kufira murenje.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Handiti ndizvozvi here zvatakakuudza tichiri muIjipiti kuti siyana nesu, utirege tishandire vaIjipiti. Zvaitova nani kuti tishandire vaIjipiti pano kufira murenje.” See the chapter |