Eksodo 14:10 - Shona BIBLE10 Zvino Farao akati asvika pedyo, vana VaIsiraeri vakasimudza meso avo, vakaona VaIjipiti vachivateverera, vakatya kwazvo; vana VaIsiraeri vakachema kuna Jehovha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Farao wakati aȿika pedyo, ʋana ʋaIsraeri ʋakasimudza meso aʋo, ʋakaʋona ʋaEgipita ʋaciʋateʋerera, ʋakatya kwaɀo; ʋana ʋaIsraeri ʋakacema kunaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Farao akati asvika pedyo, vana vaIsiraeri vakasimudza meso avo, vakaona vaIjipiti vachivateverera, vakatya kwazvo; vana vaIsiraeri vakachema kuna Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Farao paakanga oswedera pedyo navo, vaIsiraeri vakacheuka, onei vaIjipiti vakarongana vachivatevera, vakatya kwazvo vakachema kuna Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Farao paakanga oswedera pedyo navo, vaIsiraeri vakacheuka, onei vaIjipiti vakarongana vachivatevera, vakatya kwazvo vakachema kuna Tenzi. See the chapter |