Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 13:7 - Shona BIBLE

7 Chingwa chisina kuviriswa ngachidyiwe mazuva manomwe; chingwa chakaviriswa ngachirege kuonekwa kwauri, kunyangwe mbiriso ngairege kuonekwa kwauri panyika yako yose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ciŋgwa cisina‐kuʋiriswa ŋgacidyiwe mazuʋa manomŋe: ciŋgwa cakaʋiriswa ŋgacirege kuʋonekwa kwauri, kunyaŋge mbiriso ŋgairege kuʋonekwa kwauri panyika yako yose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Chingwa chisina kuviriswa ngachidyiwe mazuva manomwe; chingwa chakaviriswa ngachirege kuonekwa kwauri, kunyange mbiriso ngairege kuonekwa kwauri panyika yako yose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mumazuva manomwe iwayo idyai chingwa chisina mbiriso, ngamurege kuva nomunhu anowanikwa aine mbiriso kana chingwa chine mbiriso munyika yenyu yose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mumazuva manomwe iwayo idyai chingwa chisina mbiriso, ngamurege kuva nomunhu anowanikwa aine mbiriso kana chingwa chine mbiriso munyika yenyu yose.

See the chapter Copy




Eksodo 13:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements