Eksodo 13:11 - Shona BIBLE11 “Zvino kana Jehovha akusvitsa kunyika yavaKenani, sezvaakakupikira iwe namadzibaba ako, akakupa iyoyo, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino kana Jehova akuȿitsa kunyika yaʋaKanani, seɀaakakupikira iwe namadziɓaɓa ako, akakupa iyo, See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 “Zvino kana Jehovha akusvitsa kunyika yavaKenani, sezvaakakupikira iwe namadzibaba ako, akakupa iyoyo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Kana Tenzi azokuunzai kunyika yevaKanani sokutsidza kwaakaitira imi namadzibaba enyu achiipa kwamuri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Kana Tenzi azokuunzai kunyika yevaKanani sokutsidza kwaakaitira imi namadzibaba enyu achiipa kwamuri, See the chapter |