Eksodo 12:41 - Shona BIBLE41 Pakupera kwamakore ana mazana mana namakumi matatu, nomusi iwoyo, hondo dzose dzaJehovha dzakabuda munyika yeIjipiti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Pakupera kwamakore anamazana manna namakumi matatu, nomusi iwoyo, hondo dzose dzaJehova dzakaɓuɗa munyika yeEgipita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Pakupera kwamakore ana mazana mana namakumi matatu, nomusi iwoyo, hondo dzose dzaJehovha dzakabuda munyika yeIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Pazuva chairo rakakwana mazana mana amakore namakore makumi matatu, ndiwo musi wakabuda hondo dzose dzavanhu vaTenzi munyika yeIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Pazuva chairo rakakwana mazana mana amakore namakore makumi matatu, ndiwo musi wakabuda hondo dzose dzavanhu vaTenzi munyika yeIjipiti. See the chapter |