Eksodo 12:40 - Shona BIBLE40 Zvino nguva yakagara vana VaIsiraeri muIjipiti akanga ari makore ana mazana mana namakumi matatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ŋguʋa yakagara ʋana ʋaIsraeri muEgipita akaŋga ari makore anamazana manna namakumi matatu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Zvino nguva yakagara vana vaIsiraeri muIjipiti akanga ari makore ana mazana mana namakumi matatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 VaIsiraeri vakanga vagara muIjipiti mazana mana amakore namakore makumi matatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 VaIsiraeri vakanga vagara muIjipiti mazana mana amakore namakore makumi matatu. See the chapter |