Eksodo 12:10 - Shona BIBLE10 Musasiya chimwe charo kusvikira mangwana; zvose zvaro zvinosara kusvikira mangwana muzvipise nomoto.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Musasiya cimŋe caro kuȿikira maŋgwana; ɀose ɀaro ɀinosara kuȿikira maŋgwana muɀipise nomŋoto. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Musasiya chimwe charo kusvikira mangwana; zvose zvaro zvinosara kusvikira mangwana muzvipise nomoto.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ngavarege kusiya imwe nyama yamangwana. Kana pane inenge yasara kusvikira mangwana acho ngaipiswe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ngavarege kusiya imwe nyama yamangwana. Kana pane inenge yasara kusvikira mangwana acho ngaipiswe. See the chapter |