Eksodo 10:23 - Shona BIBLE23 havana kuonana, uye hapana mumwe akasimuka paakanga agere namazuva matatu; asi vana VaIsiraeri vose vakanga vane chiedza kwavaigara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 haʋana‐kuʋonana, ʋuye hapanomumŋe wakasimuka paakaŋga agere mazuʋa matatu; asi ʋana ʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋaneciedza kwaʋaigara. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 havana kuonana, uye hapana mumwe akasimuka paakanga agere namazuva matatu; asi vana vaIsiraeri vose vakanga vane chiedza kwavaigara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo vaIjipiti vakanga vasisaonani. Hakuna munhu akaedza kubuda mumba make pamazuva iwayo ose. Asi kwaiva navaIsiraeri kwakanga kuine chiedza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo vaIjipiti vakanga vasisaonani. Hakuna munhu akaedza kubuda mumba make pamazuva iwayo ose. Asi kwaiva navaIsiraeri kwakanga kuine chiedza. See the chapter |