Eksodo 1:21 - Shona BIBLE21 Zvino madzimbuya zvaakanga achitya Mwari, iye akavapa mhuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino madzimbuya ɀaakaŋga acitya Mŋari, iye akaʋapa mhuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Zvino madzimbuya zvaakanga achitya Mwari, iye akavapa mhuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. See the chapter |