Eksodo 1:18 - Shona BIBLE18 Mambo weIjipiti akadana madzimbuya, akati kwavari, “Makaitireiko izvozvo, mukarega vanakomana vari vapenyu?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mambo weEgipita akaɗana madzimbuya, akati kwaʋari: Makaitireiko iɀoɀo, mukarega ʋanakomana ʋari ʋapenyu? See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Mambo weIjipiti akadana madzimbuya, akati kwavari, “Makaitireiko izvozvo, mukarega vanakomana vari vapenyu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mambo weIjipiti akazodaidza vananyamukuta ava akati, “Nhai imi! Ko makaitirei zvakadai izvi? Makaregerereiko vana vakomana vari vapenyu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mambo weIjipiti akazodaidza vananyamukuta ava akati, “Nhai imi! Ko makaitirei zvakadai izvi? Makaregerereiko vana vakomana vari vapenyu?” See the chapter |