Danieri 9:26 - Shona BIBLE26 Zvino kana vhiki idzo dzina makumi matanhatu nembiri dzapera, akazodzwa achabviswa, akasara asina chinhu; vanhu vomuchinda, anozouya, vachaparadza guta nenzvimbo tsvene; asi kuguma kwazvo kuchauya nokukukurwa, kurwa kuchavapo nokuparadzwa kwakatema, kusvikira pakuguma.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino kana viki idzo dzinamakumi matanhatu nembiri dzapera, wakazodzwa ucabviswa, akasara asinecinhu; ʋanhu ʋomucinda, unozoʋuya, ʋacaparadza guta nenɀimbo tȿene; asi kuguma kwaɀo kucaʋuya nokukukurwa, kurwa kucaʋa’po kuȿikira pakuguma; kuparadzwa kwakatemŋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Zvino kana vhiki idzo dzina makumi matanhatu nembiri dzapera, akazodzwa achabviswa, akasara asina chinhu; vanhu vomuchinda, anozouya, vachaparadza guta nenzvimbo tsvene; asi kuguma kwazvo kuchauya nokukukurwa, kurwa kuchavapo nokuparadzwa kwakatema, kusvikira pakuguma.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mushure memasvondo makumi matanhatu namaviri muzodzwa achagurwa pake pachimuperera. Ipapo vanhu vomuchinda achauya vachaparadza guta neNzvimbo Inoera. Kuguma kwacho kuchauya samafashamo iri hondo chete kusvikira kumagumo, zvokuparara zvakatotemwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mushure memasvondo makumi matanhatu namaviri muzodzwa achagurwa pake pachimuperera. Ipapo vanhu vomuchinda achauya vachaparadza guta neNzvimbo Inoera. Kuguma kwacho kuchauya samafashamo iri hondo chete kusvikira kumagumo, zvokuparara zvakatotemwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Shure kwevhiki makumi matanhatu nembiri, Muzodziwa achagurwa uye achashaya chinhu. Vanhu vomutongi vachasvika vagoparadza guta nenzvimbo tsvene. Kuguma kuchauya sokudira kwemvura. Hondo icharamba iripo kusvikira kumagumo, uye kuparadzwa kwakatemwa kare. See the chapter |