Danieri 9:22 - Shona BIBLE22 Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akandiɗudzira, akataura neni, akati: Danieri, ndaʋuya ɀino kukuʋigira njere nokunzwisisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akandirayira uye akati kwandiri, “Dhanieri, ndauya zvino kuzokupa njere nokunzwisisa. See the chapter |