Danieri 9:21 - Shona BIBLE21 ndakati ndichitaura pakunyengetera, uya murume Gabhurieri, wandakanga ndaona pane zvandakaratidzwa pakutanga, ndaneta kwazvo, akasvika kwandiri nenguva inenge yechipo chamadekwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ndakati ndicataura pakunyeŋgetera, uya murume Gabrieri, wandakaŋga ndaʋona paneɀandakaratidzwa pakutaŋga, ndaneta kwaɀo, wakaȿika kwandiri neŋguʋa ineŋge yecipo camaɗekwana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 ndakati ndichitaura pakunyengetera, uya murume Gabhurieri, wandakanga ndaona pane zvandakaratidzwa pakutanga, ndaneta kwazvo, akasvika kwandiri nenguva inenge yechipo chamadekwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 ndichitaura kudaro mumunamato, munhu uya, Gabhurieri wandakanga ndaona muchiratidzo pokutanga paya, akauya kwandiri achibhururuka semhepo kumhanya panguva yechibayiro chamanheru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 ndichitaura kudaro mumunamato, munhu uya, Gabhurieri wandakanga ndaona muchiratidzo pokutanga paya, akauya kwandiri achibhururuka semhepo kumhanya panguva yechibayiro chamanheru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 ndichiri pakunyengetera, Gabhurieri, murume wandakanga ndaona muchiratidzo changu chokutanga, akasvika pandiri achibhururuka kwazvo nenguva inenge yechibayiro chamadekwana. See the chapter |