Danieri 8:9 - Shona BIBLE9 Zvino kuno rumwe rwadzo kwakabuda runyanga ruduku, rwakazokura kwazvo, kumativi ezasi, nokumavirazuva, nokunyika yakaisvonaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino kunorumŋe rwadzo kwakaɓuɗa runyaŋga ruɗuku, rwakazokura kwaɀo, kumatiʋi ezasi, nokumaʋirazuʋa, nokunyika yakaiȿo‐naka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino kuno rumwe rwadzo kwakabuda runyanga ruduku, rwakazokura kwazvo, kumativi ezasi, nokumavirazuva, nokunyika yakaisvonaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mune imwe yenyanga idzodzo makabuda kamwe kanyanga kakakura kwazvo kakananga kumaodzanyemba, kakanangawo kumabvazuva uye kakanangawo nyika yembiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mune imwe yenyanga idzodzo makabuda kamwe kanyanga kakakura kwazvo kakananga kumaodzanyemba, kakanangawo kumabvazuva uye kakanangawo nyika yembiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pano rumwe runyanga pakabuda rumwe runyanga, rwakatanga rwuri ruduku asi rwakakura musimba kurutivi rwezasi uye nechokumabvazuva uye rwakananga kuNyika Yakaisvonaka. See the chapter |