Danieri 8:4 - Shona BIBLE4 Ndikaona gondohwe richitunga kumativi amavirazuva, nokumusoro, nezasi; hakuna zvipfuwo zvaigona kuramba zvimire pamberi paro, uye kwakanga kusina aigona kurwira pasimba raro; asi rakaita parakada napo, rikazvikudza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndikaʋona gondobge ricituŋga kumatiʋi amaʋirazuʋa, nokumsoro, nezasi; hakuneɀipfuwo ɀaigona kuramba ɀimire pamberi paro, ʋuye kwakaŋga kusina‐waigona kurwira pasimba raro; asi rakaita parakaɗa napo, rikaɀikudza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ndikaona gondohwe richitunga kumativi amavirazuva, nokumusoro, nezasi; hakuna zvipfuwo zvaigona kuramba zvimire pamberi paro, uye kwakanga kusina aigona kurwira pasimba raro; asi rakaita parakada napo, rikazvikudza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndakaona hondohwe iya ichirwisa yakananga kumadokero nokuchamhembe nokumaodzanyemba pasina mhuka yaimbofemera kumirisana nayo uye kusina nomumwe aigona kununura chawira mumaoko mayo. Hondohwe iyoyo yaitoita zvainoda zvayo, yaizvitutumadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndakaona hondohwe iya ichirwisa yakananga kumadokero nokuchamhembe nokumaodzanyemba pasina mhuka yaimbofemera kumirisana nayo uye kusina nomumwe aigona kununura chawira mumaoko mayo. Hondohwe iyoyo yaitoita zvainoda zvayo, yaizvitutumadza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndakatarira gondobwe parakanga richitunga rakananga kumavirira nokumusoro nezasi. Hakuna mhuka yaigona kumisidzana naro, uye hakuna aigona kununura kubva pasimba raro. Raiita zvaraida uye rikava guru. See the chapter |