Danieri 8:26 - Shona BIBLE26 Zvawakaratidzwa zvamadekwana nezvamangwanani, zvawakaudzwa, ndezvazvokwadi; asi iwe vanza zvawaona, nokuti ndezvamazuva mazhinji anozouya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀawakaratidzwa ɀamaɗekwana neɀamaŋgwanani, ɀawakaʋudzwa, ndeɀaɀokwaɗi; asi iwe ʋanza ɀawaʋona, nokuti ndeɀamazuʋa mazhinji anozoʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Zvawakaratidzwa zvamadekwana nezvamangwanani, zvawakaudzwa, ndezvazvokwadi; asi iwe vanza zvawaona, nokuti ndezvamazuva mazhinji anozouya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Chiratidzo chezvamanheru nezvamangwanani charehwa chiya ndechechokwadi. Asi wochipfundira chiratidzo ichocho nokuti ndechezvichauya mushure menguva ndefu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Chiratidzo chezvamanheru nezvamangwanani charehwa chiya ndechechokwadi. Asi wochipfundira chiratidzo ichocho nokuti ndechezvichauya mushure menguva ndefu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Chiratidzo chamadekwana nechamagwanani chakapiwa kwauri ndechechokwadi, asi vanza chiratidzo icho, nokuti ndechenguva inouya.” See the chapter |