Danieri 8:19 - Shona BIBLE19 Akati, ‘Tarira, ndichakuzivisa zvichavapo panguva yokupedzisira yokutsamwa kwaJehovha, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokupedzisira.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Akati: Tarira, ndicakuziʋisa ɀicaʋa’po paŋguʋa yokupedzisira yokutsamŋa kwaJehova, nokuti ndeɀeŋguʋa yakatarwa yokupedzisira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Akati, ‘Tarira, ndichakuzivisa zvichavapo panguva yokupedzisira yokutsamwa kwaJehovha, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokupedzisira.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Akati: “Chinzwa ndava kukuzivisa zvichazoitika pakupedzesera chaiko kwehasha dzaMwari nokuti ndezvenguva yakatemwa yokumagumo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Akati: “Chinzwa ndava kukuzivisa zvichazoitika pakupedzesera chaiko kwehasha dzaMwari nokuti ndezvenguva yakatemwa yokumagumo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Akati, “Ndichakuzivisa zvichaitika pakupedzisira munguva yehasha, nokuti chiratidzo ndechenguva yakatarwa yokupedzisira. See the chapter |