Danieri 8:17 - Shona BIBLE17 Ipapo akaswedera kwandakanga ndimire; zvino akati achisvika, ndikatya, ndokuwira pasi nechiso changu; asi akati kwandiri, ‘Chinzwisisa, iwe Mwanakomana womunhu, nokuti zvawakaratidzwa ndezvenguva yokupedzisira.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo akasweɗera kwandakaŋga ndimire; ɀino wakati aciȿika, ndikatya, ndokuwira pasi neciso caŋgu; asi wakati kwandiri: Cinzwisisa, iwe mŋanakomana womunhu, nokuti ɀawakaratidzwa ndeɀeŋguʋa yokupedzisira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo akaswedera kwandakanga ndimire; zvino akati achisvika, ndikatya, ndokuwira pasi nechiso changu; asi akati kwandiri, ‘Chinzwisisa, iwe Mwanakomana womunhu, nokuti zvawakaratidzwa ndezvenguva yokupedzisira.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Nokudaro iye akaswedera pandaiva ndimire. Paakasvika kudaro, zvakandityisa ndikawira pasi nouso. Asi iye akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu inzwa unzwe, chiratidzo ichi ndechenguva yokupedzesera chaiyo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Nokudaro iye akaswedera pandaiva ndimire. Paakasvika kudaro, zvakandityisa ndikawira pasi nouso. Asi iye akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu inzwa unzwe, chiratidzo ichi ndechenguva yokupedzesera chaiyo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Paakaswedera panzvimbo yandakanga ndimire, ndakatya ndikawira pasi nechiso changu. Iye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, nzwisisa kuti chiratidzo ichi ndechenguva yokupedzisira.” See the chapter |