Danieri 8:14 - Shona BIBLE14 Akati kwandiri, ‘Kusvikira madekwana namangwanani ane zviuru zviviri namazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswa.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akati kwandiri: Kuȿikira maɗekwana namaŋgwanani aneɀuru ɀiʋiri namazana matatu; ipapo nɀimbo tȿene icanatswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Akati kwandiri, ‘Kusvikira madekwana namangwanani ane zviuru zviviri namazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswa.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Iye ndokuti kwaari, “Zvichapedza zviuru zviviri zvina mazana matatu amanheru namangwanani, Nzvimbo Inoera ndipo paichazochenurwazve yoita chaizvoizvo zvainofanira kunge yakaita.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Iye ndokuti kwaari, “Zvichapedza zviuru zviviri zvina mazana matatu amanheru namangwanani, Nzvimbo Inoera ndipo paichazochenurwazve yoita chaizvoizvo zvainofanira kunge yakaita.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Akati kwandiri, “Zvichatora madekwana namangwanani ane zviuru zviviri zvina mazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswazve.” See the chapter |