Online Bible

- Advertisements -

Danieri 8:12 - Shona BIBLE

12 Hondo ikamutswa kuzorwa nechipiriso chinopiswa nguva dzose nokuda kwokudarika; rukawisira pasi chokwadi, rukafara pane zvose zvarwakaita.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Hondo ikamutswa kuzorwa necipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose nokuɗa kwokuɗarika; rukawisira pasi ɀokwaɗi, rukafara paneɀose ɀarwakaita.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Hondo ikamutswa kuzorwa nechipiriso chinopiswa nguva dzose nokuda kwokudarika; rukawisira pasi chokwadi, rukafara pane zvose zvarwakaita.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ipapo gurusvusvu riya rakaiswa mumaoko mayo pamwechete nomupiro wokupisa pamusana pouipi. Chokwadi chakakandwa pasi, nyanga iyoyi ikaita zvayaiita zvikabudirira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ipapo gurusvusvu riya rakaiswa mumaoko mayo pamwechete nomupiro wokupisa pamusana pouipi. Chokwadi chakakandwa pasi, nyanga iyoyi ikaita zvayaiita zvikabudirira.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Nokuda kwokumukira, hondo yavatsvene uye chibayiro chamazuva ose zvakapiwa kwarwuri. Rwakabudirira pane zvose zvarwaiita, uye chokwadi chikakandirwa pasi.

See the chapter Copy

Danieri 8:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements