Danieri 7:3 - Shona BIBLE3 Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mhuka huru inna dzikakwira dziciɓuɗa muguŋgwa, dzisina‐kufanana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mhuka huru ina, dzisina kufanana dzakabuda kubva mugungwa. See the chapter |