Online Bible

- Advertisements -

Danieri 7:20 - Shona BIBLE

20 uye pamusoro penyanga dzine gumi dzakanga dziri pamusoro wayo, norumwe runyanga rwakazobuda, dzimwe nyanga nhatu dzikaparadzwa pamberi parwo, irwo runyanga rwakanga runa meso nomuromo wakanga uchitaura zvikuru, rwakanga rwakapfuura dzimwe shamwari dzarwo paukuru.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 ʋuye pamsoro penyaŋga dzinegumi dzakaŋga dziri pamusoro wayo, norumŋe runyaŋga rwakazoɓuɗa, dzimŋe nyaŋga nhatu dzikaparadzwa pamberi parwo, irwo runyaŋga rwakaŋga runameso nomuromo wakaŋga ucitaura ɀinhu ɀikuru, rwakaŋga rwakapfuʋura dzimŋe shamŋari dzarwo paʋukuru.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 uye pamusoro penyanga dzine gumi dzakanga dziri pamusoro wayo, norumwe runyanga rwakazobuda, dzimwe nyanga nhatu dzikaparadzwa pamberi parwo, irwo runyanga rwakanga runa meso nomuromo wakanga uchitaura zvikuru, rwakanga rwakapfuura dzimwe shamwari dzarwo paukuru.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 uye ndakada kuziva nezvaireva gumi renyanga dzaiva pamusoro wacho uyewo neimwe nyanga iya yakatukudza ikawisira pasi dzimwe nhatu, nyanga iya yaiva namaziso nomuromo waitaura zvisingatauriki uye yakanga ichiita sehuru kupinda dzimwe dzayo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Ndakadawo kuziva pamusoro penyanga gumi dzakanga dziri pamusoro wayo uye napamusoro porumwe runyanga rwuya rwakabuda, dzimwe dzacho nhatu dzikawa pamberi payo, runyanga rwuya rwainyanya kuva nomukundo kupfuura dzimwe, uye rwakanga runa meso uye nomuromo waitaura mashoko okuzvikudza.

See the chapter Copy

Danieri 7:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements