Danieri 7:16 - Shona BIBLE16 Ndikaswedera kune mumwe akanga amirepo, ndikamubvunza kududzirwa kwechokwadi kwezvinhu izvi zvose. Akandiudza, akandizivisa kududzirwa kwezvinhu izvozvi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndikasweɗera kunomumŋe wakaŋga amire’po, ndikamubvunza kuɗudzirwa kwaɀokwaɗi kweɀinhu iɀo ɀose. Akandiʋudza, akandiziʋisa kuɗudzirwa kweɀinhu iɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ndikaswedera kune mumwe akanga amirepo, ndikamubvunza kududzirwa kwechokwadi kwezvinhu izvi zvose. Akandiudza, akandizivisa kududzirwa kwezvinhu izvozvi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndakaenda pane mumwe akanga amirepo ndikamubvunza chokwadi chezvinhu izvozvi. Nokudaro akanditaurira zvazvaireva achiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndakaenda pane mumwe akanga amirepo ndikamubvunza chokwadi chezvinhu izvozvi. Nokudaro akanditaurira zvazvaireva achiti, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndakaenda kuno mumwe wavakanga vakamirapo ndikamubvunza chaizvo zvaireva izvi zvose. “Saka akandiudza ndokundidudzira zvinhu izvi, achiti, See the chapter |