Online Bible

- Advertisements -

Danieri 6:26 - Shona BIBLE

26 Ndinotema chirevo, kuti munyika yose youshe hwangu vanhu vose vadedere vatye pamberi paMwari waDhanieri; nokuti ndiye Mwari mupenyu, aripo nokusingaperi, ushe hwake haungaparadzwi; kubata kwake ushe kuchavapo kusvikira pakuguma.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ndinotema cireʋo, kuti panyika yose yoʋushe bgaŋgu ʋanhu ʋose ʋaɗeɗere ʋatye pamberi paMŋari waDanieri; nokuti ndiye Mŋari mupenyu, uri’po nokusiŋgaperi, ʋushe bgake haʋuŋgaparadzwi; kuɓata kwake ʋushe kucaʋa’po kuȿikira pakuguma.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Ndinotema chirevo, kuti munyika yose youshe hwangu vanhu vose vadedere vatye pamberi paMwari waDhanieri; nokuti ndiye Mwari mupenyu, aripo nokusingaperi, ushe hwake haungaparadzwi; kubata kwake ushe kuchavapo kusvikira pakuguma.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ndatema chirevo chokuti: Kwose kwandinotonga ini samambo, vanhu ngavadedere vachitya Mwari waDhanieri: “Nokuti iyeyu ndiye Mwari mupenyu anogara narini narini wose. Umambo hwake haumbofa hwakaparadzwa, hutongi hwake huchavako kudzamara kumagumo chaiko.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “Ndinotema chirevo chokuti munzvimbo dzose dzoumambo hwangu vanhu vanofanira kutya Mwari waDhanieri uye vamuremekedze. “Nokuti ndiye Mwari mupenyu, anogara nokusingaperi; umambo hwake hahungaparadzwi, ushe hwake hahutongogumi.

See the chapter Copy

Danieri 6:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements