Danieri 6:13 - Shona BIBLE13 Zvino vakapindura, vakati pamberi pamambo, “Uya Dhanieri wavana vaJudha vakatapwa, haana hanya nemi, imi mambo, kana nechirevo chamakaisa zita renyu, asi unokumbira katatu pazuva.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino ʋakapindura, ʋakati pamberi pamambo: Uya Danieri waʋana ʋaJuda ʋakatapxa, haane‐hanya nemi, imi mambo, kana necireʋo camakaisa zita renyu, asi unokumbira katatu nezuʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino vakapindura, vakati pamberi pamambo, “Uya Dhanieri wavana vaJudha vakatapwa, haana hanya nemi, imi mambo, kana nechirevo chamakaisa zita renyu, asi unokumbira katatu pazuva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ivo ndokuti kuna mambo, “Dhanieri uya mumwe wenhapwa dzakatapwa kwaJudha, haambokendenga zvake nezvenyu imi mambo kunyange icho chirevo chamasaina. Asi anotoita munamato wake rutatu pazuva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ivo ndokuti kuna mambo, “Dhanieri uya mumwe wenhapwa dzakatapwa kwaJudha, haambokendenga zvake nezvenyu imi mambo kunyange icho chirevo chamasaina. Asi anotoita munamato wake rutatu pazuva.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo vakati kuna mambo, “Dhanieri, mumwe wavakatapwa vakabva Judha, haakuteererei, imi mambo, kana kuchirevo chamakatema norunyoro rwenyu. Achiri kunyengetera katatu pazuva.” See the chapter |