Danieri 5:25 - Shona BIBLE25 “Zvino zvakanyorwa ndezvizvi: MENE, MENE, TEKERE, UFARISINI. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ɀakanyorwa ndiɀeɀi: MENE, MENE, TEKERE, UFARSINI. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 “Zvino zvakanyorwa ndezvizvi: MENE, MENE, TEKERE, UFARISINI. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Zvakanyorwa apa zvacho ndezvizvi izvi. MENE MENE TEKERI UYE PARISINI. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Zvakanyorwa apa zvacho ndezvizvi izvi. MENE MENE TEKERI UYE PARISINI. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Izvi ndizvo zvakanyorwa: mene, mene, tekere, ufasini. See the chapter |