Danieri 5:24 - Shona BIBLE24 Naizvozvo chanza choruoko chakatumwa chichibva kwaari, zvakanyorwa izvi zvikanyorwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Naiɀoɀo canza coruʋoko cakatumŋa cicibva kwaari, ɀakanyorwa iɀi ɀikanyorwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Naizvozvo chanza choruoko chakatumwa chichibva kwaari, zvakanyorwa izvi zvikanyorwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndokusaka kwatumwa chanza chichibva kwaari chikabva chasvikonyora zvakanyorwa izvi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ndokusaka kwatumwa chanza chichibva kwaari chikabva chasvikonyora zvakanyorwa izvi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Naizvozvo akatumira ruoko rwakanyora zvakanyorwa. See the chapter |