Danieri 5:22 - Shona BIBLE22 Asi imi Bheshazari mwanakomana wake, hamuna kuzvininipisa nomwoyo wenyu, kunyangwe makanga muchizviziva zvose, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi imi Bershazari mŋanakomana wake, hamuna‐kuɀininipisa nomŋoyo wenyu, kunyaŋge makaŋga muciɀiziʋa ɀose, See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Asi imi Bheshazari mwanakomana wake, hamuna kuzvininipisa nomwoyo wenyu, kunyange makanga muchizviziva zvose, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino iwe mwanakomana wake, iwe Bherishaza hauna kuzvidukupisa kunyangwe, zvose izvozvi waizviziva hako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino iwe mwanakomana wake, iwe Bherishaza hauna kuzvidukupisa kunyangwe, zvose izvozvi waizviziva hako. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Asi imi mwanakomana wake, imi Bherishazari, hamuna kuzvininipisa, kunyange maiziva henyu chinhu ichi. See the chapter |