Danieri 5:11 - Shona BIBLE11 Muushe hwenyu muno murume, ane mweya wavamwari vatsvene mukati make; pamazuva ababa venyu chiedza nezivo nenjere, zvakafanana nenjere dzavamwari, zvakawanikwa maari; mambo Nebhukadhineza, baba venyu, ivo mambo, baba venyu, vakamuita mukuru wavachenjeri nen'anga navaKaradhia navafemberi; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Muʋushe bgenyu munomurume, unomŋeya waʋamŋari ʋatȿene mukati make; pamazuʋa aɓaɓa ʋenyu ciedza neziʋo nenjere, ɀakafanana nenjere dzaʋamŋari, ɀakawanikwa maari; mambo Nebukadnezari, ɓaɓa ʋenyu, iʋo mambo, ɓaɓa ʋenyu, ʋakamuita mukuru waʋacenjeri neŋaŋga naʋaKardea naʋafemberi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Muushe hwenyu muno murume, ane mweya wavamwari vatsvene mukati make; pamazuva ababa venyu chiedza nezivo nenjere, zvakafanana nenjere dzavamwari, zvakawanikwa maari; mambo Nebhukadhinezari, baba venyu, ivo mambo, baba venyu, vakamuita mukuru wavachenjeri nen’anga navaKaradhea navafemberi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Munyika youmambo hwenyu, muno mumwe murume ano Mweya waMwari Anoera Mumazuva aitonga baba venyu, chiedza nokunzwisisa noungwaru, ugwaru hunenge hwaMwari chaihwo zvaiwanikwa maari. Ipapo mambo Nebhukadhineza, baba venyu vakamuita kuti ave ndiye mukuru mukuru wavanhu vamaminimini navamapipi navaKaridhea nenyanzvi dzokufembera nenyenyedzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Munyika youmambo hwenyu, muno mumwe murume ano Mweya waMwari Anoera Mumazuva aitonga baba venyu, chiedza nokunzwisisa noungwaru, ugwaru hunenge hwaMwari chaihwo zvaiwanikwa maari. Ipapo mambo Nebhukadhineza, baba venyu vakamuita kuti ave ndiye mukuru mukuru wavanhu vamaminimini navamapipi navaKaridhea nenyanzvi dzokufembera nenyenyedzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Muumambo hwenyu muno murume ano mweya wavamwari vatsvene maari. Panguva yababa venyu iye akawanikwa achigona zviri mberi nezivo nouchenjeri hwakafanana nohwavamwari. Mambo Nebhukadhinezari baba venyu, ndati baba venyu imi mambo, vakamugadza kuti ave mukuru wenʼanga, nowevamazango, vazivi vezvenyeredzi navavuki. See the chapter |