Online Bible

- Advertisements -

Danieri 4:21 - Shona BIBLE

21 wakanga una mashizha akanaka, nemichero yawo zviri zvizhinji, paiwana zvose zvokudya, waigara mhuka dzesango pasi pawo, uye paigara shiri dzokudenga mumatavi awo,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 wakaŋga unamashizha akanaka, neɀiɓereko ɀawo ɀiri ɀizhinji, paiwana ɀose ɀokudya, waigara mhuka dzesaŋgo pasi pawo, ʋuye paigara shiri dzokuɗeŋga mumataʋi awo,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 wakanga una mashizha akanaka, nemichero yawo zviri zvizhinji, paiwana zvose zvokudya, waigara mhuka dzesango pasi pawo, uye paigara shiri dzokudenga mumatavi awo,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 waiva namashizha anoyevedza kwazvo wakabereka michero, zviya zvokubereka zviya zvose zvichiwana zvokudya mauri pasi pawo paripo pamumvuri wemhuka dzesango shiri dzedenga dzichitogara zvadzo mumatavi awo,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 waiva namashizha anoyevedza kwazvo wakabereka michero, zviya zvokubereka zviya zvose zvichiwana zvokudya mauri pasi pawo paripo pamumvuri wemhuka dzesango shiri dzedenga dzichitogara zvadzo mumatavi awo,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 una mashizha akanaka nemichero mizhinji, uchipa zvokudya kuna vose, uchipa mumvuri kumhuka dzesango, uye nenzvimbo dzamatendere eshiri dzedenga pamatavi awo,

See the chapter Copy

Danieri 4:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements