Danieri 3:23 - Shona BIBLE23 Varume ava vatatu, vana Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vakawira pasi vakasungwa mukati mevira romoto waipfuta kwazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋarume aʋa ʋatatu, ʋana‐Shadraki naMeshaki naAbedi‐nego, ʋakawira pasi ʋakasuŋgwa mukati mecoto comŋoto waipfuta kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Varume ava vatatu, vana Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vakawira pasi vakasungwa mukati mevira romoto waipfuta kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Varume vatatu ivava vanaShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vakawira muvira romoto unopisa vakasungwa kudaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Varume vatatu ivava vanaShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vakawira muvira romoto unopisa vakasungwa kudaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye varume vatatu ava vakasungwa zvakasimba, vakawira mumoto unopfuta kwazvo. See the chapter |