Danieri 2:46 - Shona BIBLE46 Ipapo mambo Nebhukadhineza akawira pasi nechiso chake, akanamata Dhanieri, akarayira kuti vamuvigire chipo nezvinonhuwira zvinozipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ipapo mambo Nebukadnezari akawira pasi neciso cake, akanamata Danieri, akaraira kuti ʋamuʋigire cipo neɀinonhuwira ɀinozipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Ipapo mambo Nebhukadhinezari akawira pasi nechiso chake, akanamata Dhanieri, akarayira kuti vamuvigire chipo nezvinonhuwira zvinozipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Mambo Nebhukadhineza akabva ati nouso pasi kota kota achiremekedza Dhanieri, akati vanhu vapire mupiro norusenzi kuna iye Dhanieri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Mambo Nebhukadhineza akabva ati nouso pasi kota kota achiremekedza Dhanieri, akati vanhu vapire mupiro norusenzi kuna iye Dhanieri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Ipapo mambo Nebhukadhinezari akawira pasi nechiso chake pamberi paDhanieri akamuremekedza akarayira kuti apiwe chipo nezvinonhuhwira. See the chapter |