Danieri 2:31 - Shona BIBLE31 “Imi mambo makatarira, mukaona chifananidzo chikuru. Chifananidzo ichi, chaiva chikuru kwazvo, chaiva nokubwinya kwakaisvo–naka, chakanga chimire pamberi penyu; chakanga chichityisa pakuonekwa kwacho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Imi mambo makatarira, mukaʋona cifananidzo cikuru. Cifananidzo ici, caiʋa cikuru kwaɀo, caiʋa nokubginya kwakaiȿo‐naka, cakaŋga cimire pamberi penyu; cakaŋga cicityisa pakuʋonekwa kwaco. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 “Imi mambo makatarira, mukaona chifananidzo chikuru. Chifananidzo ichi, chaiva chikuru kwazvo, chaiva nokubwinya kwakaisvo‐naka, chakanga chimire pamberi penyu; chakanga chichityisa pakuonekwa kwacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 “Mambo, imi makatarisa mukaona, hero zimufananidzo guru. Zimufananidzo iroro rakanga rakasimba chaizvo richipenya zvakanyanyisa kwazvo rimire mberi kwenyu richityisa kutarisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 “Mambo, imi makatarisa mukaona, hero zimufananidzo guru. Zimufananidzo iroro rakanga rakasimba chaizvo richipenya zvakanyanyisa kwazvo rimire mberi kwenyu richityisa kutarisa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Imi mambo, makatarira, uye ipapo pamberi penyu pakanga pamire chifananidzo, chakakura kwazvo, chaibwinya, chaityisa pakuonekwa kwacho. See the chapter |