Online Bible

- Advertisements -

Danieri 2:22 - Shona BIBLE

22 ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 ndiye unoziʋisa ɀinhu ɀakadzika neɀakaʋanzika; ndiye unoziʋa ɀiri murima; ciedza cinogara kwaari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Anoisa pachena zvinhu zvakadzama, zvinhu zvakavanzika. Anozviziva zviri murima iye chiedza ndipo pamusha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 “Anoisa pachena zvinhu zvakadzama, zvinhu zvakavanzika. Anozviziva zviri murima iye chiedza ndipo pamusha.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Anozarura zvakadzika nezvakavanzika; anoziva zviri murima, uye chiedza chinogara maari.

See the chapter Copy

Danieri 2:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements