Danieri 2:17 - Shona BIBLE17 Ipapo Dhanieri akaenda kumba kwake, akandozivisa shamwari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo Danieri akaenda kumba kwake, akandoziʋisa shamŋari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo Dhanieri akaenda kumba kwake, akandozivisa shamwari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Dhanieri akabva aenda kumba kwake akazivisawo nyaya iyoyo shamwari dzake dziya vanaHananiya naMishaeri naAzariya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Dhanieri akabva aenda kumba kwake akazivisawo nyaya iyoyo shamwari dzake dziya vanaHananiya naMishaeri naAzariya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Dhanieri akadzokera kumba kwake akandotsanangurira nyaya yacho kushamwari dzake vanaHanania, Mishaeri naAzaria. See the chapter |