Danieri 2:16 - Shona BIBLE16 Zvino Dhanieri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Danieri akapinda kunamambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire ŋguʋa, aziʋise mambo kuɗudzirwa kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Dhanieri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Dhanieri akapinda akandoteterera kuna mambo kuti amutaurire nguva yaaizopa mambo dudziro yacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Dhanieri akapinda akandoteterera kuna mambo kuti amutaurire nguva yaaizopa mambo dudziro yacho. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokudaro, Dhanieri akapinda kuna mambo akandokumbira nguva kwaari, kuitira kuti agomududzira chiroto chiya. See the chapter |