Danieri 2:14 - Shona BIBLE14 Ipapo Dhanieri akapindura Arioki nenjere nokungwara, iye mukuru wavachengeti vamambo, akanga abuda kundouraya vachenjeri veBhabhironi; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo Danieri akapindura Arioki nenjere nokuŋgwara, iye mukuru waʋarindi ʋamambo, wakaŋga aɓuɗa kundoʋuraya ʋacenjeri ʋeBabironi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo Dhanieri akapindura Arioki nenjere nokungwara, iye mukuru wachengeti vamambo, akanga abuda kundouraya vachenjeri veBhabhironi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ipapo Dhanieri akapa mhinduro yakanyatsofungwa ine uchenjeri chaihwo kuna Arioku mukuru mukuru wavachengetedzi vamambo uyewo munhu akanga auya kuzouraya vachenjeri veBhabhironi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ipapo Dhanieri akapa mhinduro yakanyatsofungwa ine uchenjeri chaihwo kuna Arioku mukuru mukuru wavachengetedzi vamambo uyewo munhu akanga auya kuzouraya vachenjeri veBhabhironi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Arioki, mukuru wavarindi vamambo, akati abudisa kundouraya vachenjeri veBhabhironi, Dhanieri akataura kwaari nouchenjeri uye nokungwara. See the chapter |