Danieri 12:6 - Shona BIBLE6 Mumwe akati kumurume akanga akapfeka hanzu dzerineni, akanga ari pamusoro pemvura yorwizi, ‘Inguva yakadini kusvikira pakuguma kwezvishamiso izvi?’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mumŋe akati kumurume wakaŋga akapfeka muceka, wakaŋga ari pamsoro pemvura yorwizi: Iŋguʋa yakaɗini kuȿikira pakuguma kweɀishamiso iɀi? See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Mumwe akati kumurume akanga akapfeka hanzu dzerineni, akanga ari pamusoro pemvura yorwizi, ‘Inguva yakadini kusvikira pakuguma kwezvishamiso izvi?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndakati kumunhu akanga akapfeka rineni uya aiva kumusoro kwemvura yomurukova irwowo, “Kuchapera nguva yakadii yokuzosvika kumagumo kwezvishamiso izvozvi?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndakati kumunhu akanga akapfeka rineni uya aiva kumusoro kwemvura yomurukova irwowo, “Kuchapera nguva yakadii yokuzosvika kumagumo kwezvishamiso izvozvi?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mumwe wavo akati kumurume akanga akapfeka nguo yakaisvonaka, akanga ari pamusoro pemvura zhinji yorwizi, “Kusvikira riniko zvinhu zvinoshamisa izvi zvisati zvazadziswa?” See the chapter |