Danieri 12:4 - Shona BIBLE4 “Asi iwe Dhanieri, vanza mashoko, unamire bhuku rechisimbiso, kusvikira kunguva yokupedzisira; vazhinji vachamhanya pose–pose, nezivo ichawanda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi iwe Danieri, ʋanza mashoko, unamire buku necisimbiso, kuȿikira kuŋguʋa yokupedzisira; ʋazhinji ʋacamhanya pose‐pose, neziʋo icawanda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 “Asi iwe Dhanieri, vanza mashoko, unamire bhuku rechisimbiso, kusvikira kunguva yokupedzisira; vazhinji vachamhanya pose‐pose, nezivo ichawanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Asi iwe Dhanieri viga mashoko aya unamire bhuku racho kusvikira nguva yokuguma, vazhinji vachatsvagurudza uye ruzivo ruchawedzerwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Asi iwe Dhanieri viga mashoko aya unamire bhuku racho kusvikira nguva yokuguma, vazhinji vachatsvagurudza uye ruzivo ruchawedzerwa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi iwe, Dhanieri, vhara uye uname mashoko orugwaro kusvikira pamazuva okupedzisira. Vazhinji vachaenda kwose kwose kuti vawedzere zivo.” See the chapter |