Online Bible

- Advertisements -

Danieri 11:38 - Shona BIBLE

38 Asi panzvimbo yazvo achakudza mwari wenhare; mwari wakanga asingazikanwi namadzibaba ake, ndiye waachakudza nendarama nesirivha namabwe anokosha nezvinhu zvinodikanwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Asi panɀimbo yaɀo ucakudza mŋari wenhare; mŋari wakaŋga asiŋgazikanwi namadziɓaɓa ake, ndiye waacakudza nendarama nesirveri namabge anokosha neɀinhu ɀinoɗikanwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Asi panzvimbo yazvo achakudza mwari wenhare; mwari wakanga asingazikanwi namadzibaba ake, ndiye waachakudza nendarama nesirivha namabwe anokosha nezvinhu zvinodikanwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Iye acharemekedza mwari wamaguta nenhare yokuzvidzivirira nayo muhondo panzvimbo paivava, mwari akanga asingazikanwi namadzitateguru ake iyewo ndiye waachatoremekedza nendarama nesirivha namatombo anokosha nezvipo zvinodaidza mari yakawanda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Pachinzvimbo chazvo, achakudza mwari wenhare; achakudza negoridhe nesirivha namatombo anokosha, nezvipo zvomutengo wapamusoro, mwari akanga asingazivikanwi namadzibaba ake.

See the chapter Copy

Danieri 11:38

Follow us:

Advertisements

Advertisements