Danieri 11:23 - Shona BIBLE23 Kana apedza kuita sungano navo, achavanyengera; nokuti achakwirira, nokuva nesimba navanhu vashoma. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kana apedza kuita suŋgano naʋo, ucaʋanyeŋgera; nokuti ucakwirira, nokuʋanesimba naʋanhu ʋashoma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Kana apedza kuita sungano navo, achavanyengera; nokuti achakwirira, nokuva nesimba navanhu vashoma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kubvira panguva yavachaitirana chibvumirano naye iye achaita zvounyengedzi uye achava nesimba rakawanda kunyange aina vanhu vashoma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kubvira panguva yavachaitirana chibvumirano naye iye achaita zvounyengedzi uye achava nesimba rakawanda kunyange aina vanhu vashoma. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Shure kwokuita chibvumirano naye, achaita zvinhu zvounyengeri, uye navanhu vashoma chete achatora chigaro chokutonga. See the chapter |