Online Bible

- Advertisements -

Danieri 11:16 - Shona BIBLE

16 Asi uyo anouuya kuzorwa naye achaita sezvaanoda, hakuna angamira pamberi pake; zvino iye achamira panyika yakaisvonaka, akabata kuparadza muruoko rwake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Asi uyo unoʋuya kuzorwa naye ucaita seɀaanoɗa, hakuna‐uŋgamira pamberi pake; ɀino iye ucamira panyika yakaiȿo‐naka, akaɓata kuparadza muruʋoko rwake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Asi uyo anouuya kuzorwa naye achaita sezvaanoda, hakuna angamira pamberi pake; zvino iye achamira panyika yakaisvonaka, akabata kuparadza muruoko rwake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Asi anenge angouya kuzomurwisa wacho achaita zvake zvaanoda hapana anombomirisana naye. Achamira munyika yembiri, yose zvayo ichava mumaoko make.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Asi anenge angouya kuzomurwisa wacho achaita zvake zvaanoda hapana anombomirisana naye. Achamira munyika yembiri, yose zvayo ichava mumaoko make.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Mupambi achaita zvaanoda; hakuna achagona kumisidzana naye. Achazvisimbisa muNyika Yakaisvonaka uye achava nesimba rokuiparadza.

See the chapter Copy

Danieri 11:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements