Danieri 11:13 - Shona BIBLE13 “Zvino mambo wokumusoro achadzoka, ndokukokera boka guru kune rokutanga; achauya pakupera kwenguva dziya, dziya dzamakore ane hondo huru nenhumbi zhinji. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino mambo wokumsoro ucadzoka, ndokukokera ɓoka guru kunerokutaŋga; ucaʋuya pakupera kweŋguʋa dziya, dziya dzamakore, anehondo huru nenhumbi zhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 “Zvino mambo wokumusoro achadzoka, ndokukokera boka guru kune rokutanga; achauya pakupera kwenguva dziya, dziya dzamakore ane hondo huru nenhumbi zhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti mambo wokuchamhembe achaunganidzazve gurumwandira rakakura kupfuura rekare riya. Mushure memakore akati kuti achauya aine hondo huru yevarwi aine zvinhu zvokurwisa nazvo zvakawanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 nokuti mambo wokuchamhembe achaunganidzazve gurumwandira rakakura kupfuura rekare riya. Mushure memakore akati kuti achauya aine hondo huru yevarwi aine zvinhu zvokurwisa nazvo zvakawanda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti mambo woKumusoro achaumba imwe hondo, yakakura kupfuura yokutanga; uye shure kwamakore mazhinji, achaenda kundorwa ane hondo huru huru yakashongedzwa zvakakwana. See the chapter |