Danieri 10:7 - Shona BIBLE7 “Zvino ini Dhanieri ndakaona izvo zvakaratidzwa ini ndoga; nokuti varume vakanga vaneni havana kuona zvakaratidzwa; asi vakabatwa nokudedera kukuru, vakatiza kundovanda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ini Danieri ndakaʋona iɀo ɀakaratidzwa ini ndoga; nokuti ʋarume ʋakaŋga ʋaneni haʋana‐kuʋona ɀakaratidzwa; asi ʋakaɓatwa nokuɗeɗera kukuru, ʋakatiza kundoʋanda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 “Zvino ini Dhanieri ndakaona izvo zvakaratidzwa ini ndoga; nokuti varume vakanga vaneni havana kuona zvakaratidzwa; asi vakabatwa nokudedera kukuru, vakatiza kundovanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iyeni Dhanieri ndoga ndini ndakaona chiratidzo ichocho nokuti varume vandaiva navo havana kuona chiratidzo ichocho. Asi vakapindwa nokudedera kukuru kwazvo vakatiza kundohwanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Iyeni Dhanieri ndoga ndini ndakaona chiratidzo ichocho nokuti varume vandaiva navo havana kuona chiratidzo ichocho. Asi vakapindwa nokudedera kukuru kwazvo vakatiza kundohwanda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ini, Dhanieri, ndini ndoga chete ndakaona chiratidzo; varume vakanga vaneni havana kuchiona, asi kutyisa kwakadai kwakavavhundutsa zvokuti vakatiza vakandovanda. See the chapter |