Danieri 10:3 - Shona BIBLE3 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvinozipa, kunyangwe nenyama newaini hazvina kupinda mumuromo mangu, uye handina kutongozora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzose dzapera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndakaŋga ndisiŋgadyi ɀokudya ɀinozipa, kunyaŋge nenyama newaini haɀina‐kupinda mumuromo maŋgu, ʋuye handina‐kutoŋgozora mafuta kuȿikira viki nhatu dzose dzapera. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvinozipa, kunyange nenyama newaini hazvina kupinda mumuromo mangu, uye handina kutongozora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzose dzapera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvakanakisa kana nyama kana waini yakambopinda mukanwa mangu. Handina kumbozora mafuta kwamasvondo matatu chaiwo akakwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvakanakisa kana nyama kana waini yakambopinda mukanwa mangu. Handina kumbozora mafuta kwamasvondo matatu chaiwo akakwana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Handina kudya zvokudya zvakanaka; kunyange nyama kana waini hazvina kusvika pamuromo wangu; uye handina kana kuzora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzapera. See the chapter |