Danieri 10:17 - Shona BIBLE17 Nokuti muranda washe wangu uyu angataura seiko nashe wangu uyu? Nokuti kana ndirini, pakarepo ndakasara ndisina simba, uye ndakanga ndisisina mweya mukati mangu.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti muranda washe waŋgu uyu uŋgataura seiko nashe waŋgu uyu? Nokuti kana ndiri’ni, pakarepo ndakasara ndisinesimba, ʋuye ndakaŋga ndisisina‐mŋeya mukati maŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Nokuti muranda washe wangu uyu angataura seiko nashe wangu uyu? Nokuti kana ndirini, pakarepo ndakasara ndisina simba, uye ndakanga ndisisina mweya mukati mangu.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ini muranda wenyu ndingataure seiko nemi changamire? Simba randiperera ini, handichakwanisi kufema.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ini muranda wenyu ndingataure seiko nemi changamire? Simba randiperera ini, handichakwanisi kufema.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ndingataura sei nemi, ini muranda wenyu, ishe wangu? Simba rangu rapera uye handichakwanisi kufema.” See the chapter |