Online Bible

- Advertisements -

Danieri 10:14 - Shona BIBLE

14 Zvino ndauya kuzokuzivisa zvichaitirwa vanhu vako namazuva okupedzisira; nokuti zvawakaratidzwa ndezvamazuva mazhinji achazouya.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino ndaʋuya kuzokuziʋisa ɀicaitirwa ʋanhu ʋako namazuʋa okupedzisira; nokuti ɀawakaratidzwa ndeɀamazuʋa mazhinji aci’ko.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino ndauya kuzokuzivisa zvichaitirwa vanhu vako namazuva okupedzisira; nokuti zvawakaratidzwa ndezvamazuva mazhinji achazouya.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndauya kuitira kuti unzwisise zvichawira vanhu vokwako mumazuva anotevera, nokuti chiratidzo ichochi ndechamazuva ari kuuya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ndauya kuitira kuti unzwisise zvichawira vanhu vokwako mumazuva anotevera, nokuti chiratidzo ichochi ndechamazuva ari kuuya.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Zvino ndauya kuzokutsanangurira zvichaitika kuvanhu vako pamazuva anouya, nokuti chiratidzo ndechenguva ichauya.”

See the chapter Copy

Danieri 10:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements