Danieri 1:11 - Shona BIBLE11 Ipapo Dhanieri akati kumutariri akanga arairwa nomuchinda wavaranda kuchengeta Dhanieri naHanania naMishaeri naAzari, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo Danieri akati kumutariri wakaŋga arairwa nomucinda waʋaranda kuceŋgeta Danieri naHanania naMishaeri naAzaria: See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo Dhanieri akati kumutariri akanga arairwa nomuchinda wavaranda kuchengeta Dhanieri naHanania naMishaeri naAzari, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Dhanieri akataura kuno mumwe mutariri akanga apiwa basa nomuyuniki uya mukuru rokuona zvavanaDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya kuti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Dhanieri akataura kuno mumwe mutariri akanga apiwa basa nomuyuniki uya mukuru rokuona zvavanaDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya kuti, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo Dhanieri akati kumurindi akanga anzi nomubati mukuru achengete Dhanieri, Hanania, Mishaeri naAzaria, See the chapter |