2 Timoti 3:1 - Shona BIBLE1 Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva okupedzisira nguva dzokutambudzika dzichasvika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino uziʋe cinhu ici, kuti namazuʋa okupedzisira ŋguʋa dzokutambudzika dzicaȿika. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva okupedzisira nguva dzokutambudzika dzichasvika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nzwisisa izvi zvokuti kumazuva okupedzisira kuchauya nguva yenhamo See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nzwisisa izvi zvokuti kumazuva okupedzisira kuchauya nguva yenhamo See the chapter |