2 Timoti 2:18 - Shona BIBLE18 ivo vakarasika pachokwadi, vachiti, kumuka kwavakafa kwatopfuura, vachikanganisa kutenda kwavamwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 iʋo ʋakarashika paɀokwaɗi, ʋaciti, kumuka kwaʋakafa kwatopfuʋura, ʋacikaŋganisa kutenda kwaʋamŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 ivo vakarasika pachokwadi, vachiti, kumuka kwavakafa kwatopfuura, vachikanganisa kutenda kwavamwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe. See the chapter |